Ibhuku rakanyorwa zvichienderana nezvinodiwa negwaro idzva redzidzo munyika re Heritage Based Curriculum,richikurudzira nzira itsva dzekudzidza .Ibhuku rinofambira ne Foundation in ECD A Chishona Bhuku remudzidzi.
bhuku rino harisi rokungodzidza chete ;rinoita kuti mwana anakidzwe nokiudzidza! Mavara akajeka,mifananidzo yakanaka uye zvinhu zvakasiyana-siyana zvinoita kuti vana vafarire kudzidza.
Pane kungotaura nokuteerera,vana vanoita zvinhu zvakadai sokupenda,kudhirowa,kubatanidza madonhwe,kuenzanisa nezvimwewo zvichiita kuti kudzidza kuve kunonakidza.
Rinotaura pfungwa dzinokosha nenzira inonatsoenderana nezera romwana uye iri nyore kunzwisisa.



Reviews
There are no reviews yet.